Ruka 17:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Akazoti kuna vadzidzi vake, “Mazuva ari kuuya pamuchasuwira kuona rimwe ramazuva oMwanakomana womunhu asi hamumboriona. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Akati kuʋadzidzi ʋake: Mazuʋa acaȿika amucatȿaka kuʋona zuʋa rimŋe ramazuʋa oMŋanakomana womunhu, asi hamuŋgariʋoni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Akati kuvadzidzi vake, “Mazuva achasvika amuchatsvaka kuona zuva rimwe ramazuva oMwanakomana womunhu, asi hamungarioni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Akazoti kuna vadzidzi vake, “Mazuva ari kuuya pamuchasuwira kuona rimwe ramazuva oMwanakomana womunhu asi hamumboriona. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Akazoti kuna vadzidzi vake, “Mazuva ari kuuya pamuchasuwira kuona rimwe ramazuva oMwanakomana womunhu asi hamumboriona. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Ipapo akati kuvadzidzi vake, “Nguva iri kuuya yamuchashuva kuona rimwe ramazuva oMwanakomana woMunhu, asi hamuzorioni. Viz kapitola |