Ruka 16:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Akatiwo kune mumwe, ‘Ko iwe unechikwereti chakadii?’ Iye akati, ‘Mabhagidhi zana ekoroni.’ Akamuti, ‘Tora katsamba kako kechikwereti unyore makumi masere.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Akati kunomumŋe: Ko iwe, unecikwerete cakaɗiniko? Iye akati: Mateŋgu anezana eɀiyo. Akati kwaari: Tora runyoro rwako, unyore makumi masere. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Akati kuno mumwe, ‘Ko iwe, une chikwerete chakadiniko?’ Iye akati, ‘Matengu ane zana ezviyo.’ Akati kwaari, ‘Tora runyoro rwako, unyore makumi masere.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Akatiwo kune mumwe, ‘Ko iwe unechikwereti chakadii?’ Iye akati, ‘Mabhagidhi zana ekoroni.’ Akamuti, ‘Tora katsamba kako kechikwereti unyore makumi masere.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Akatiwo kune mumwe, ‘Ko iwe unechikwereti chakadii?’ Iye akati, ‘Mabhagidhi zana ekoroni.’ Akamuti, ‘Tora katsamba kako kechikwereti unyore makumi masere.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 “Ipapo akabvunza wechipiri akati, ‘Iwe une chikwereti chakadiniko?’ “Akapindura akati, ‘Zviero zana zvegorosi.’ “Akamuudza kuti, ‘Tora tsamba yako unyore makumi masere.’ Viz kapitola |