Online Bible

- Reklamy -

Ruka 16:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Handizvo chete, pakati pedu nemi pakaiswa zigoronga kuti vanoda kuyambukira kwamuri vachibva kuno vakundike uye kuti pashaye anoyambuka achibva ikoko achiuya kwatiri.’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Ʋuye paɀinhu iɀi ɀose, mukaha mukuru wakaiswa pakati peɗu nemi, kuti ʋoʋuno ʋanoɗa kuenda mhiri kwamuri, ʋakoniwe, noʋo’ko ʋarege kuyambukira kwatiri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Uye pazvinhu izvi zvose, mukaha mukuru wakaiswa pakati pedu nemi, kuti vokuno vanoda kuenda mhiri kwamuri, vakoniwe, nowoko varege kuyambukira kwatiri.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Handizvo chete, pakati pedu nemi pakaiswa zigoronga kuti vanoda kuyambukira kwamuri vachibva kuno vakundike uye kuti pashaye anoyambuka achibva ikoko achiuya kwatiri.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Handizvo chete, pakati pedu nemi pakaiswa zigoronga kuti vanoda kuyambukira kwamuri vachibva kuno vakundike uye kuti pashaye anoyambuka achibva ikoko achiuya kwatiri.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Uye pamusoro paizvozvo zvose, pano mukaha mukuru wakaiswa pakati pedu newe, kuitira kuti vanoda kubva kuno kuti vauye ikoko vakonewe, uye hakuna munhu angayambuka achibva ikoko achiuya kwatiri.’

Viz kapitola kopírovat

Ruka 16:26

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy