Ruka 16:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Akamudaidza akamuti, ‘Chii ichi chandiri kunzwa nezvako? Ndipire nezveutariri hwako ndinzwe nokuti hauchavi mutaririzve.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ipapo akamuɗana, akati kwaari: Iɀi ɀandinonzwa pamsoro pako ndeɀeiko? Ciɀiɗaʋirira pamsoro poʋutariri bgako; nokuti hauŋgazoʋi mutariri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Ipapo akamudana, akati kwaari, ‘Izvi zvandinonzwa pamusoro pako ndezveiko? Chizvidavirira pamusoro pohutariri hwako; nokuti haungazovi mutariri.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Akamudaidza akamuti, ‘Chii ichi chandiri kunzwa nezvako? Ndipire nezveutariri hwako ndinzwe nokuti hauchavi mutaririzve.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Akamudaidza akamuti, ‘Chii ichi chandiri kunzwa nezvako? Ndipire nezveutariri hwako ndinzwe nokuti hauchavi mutaririzve.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Saka akamudana akamubvunza achiti, ‘Zviiko izvi zvandiri kunzwa pamusoro pako? Zvidavirire pamusoro poutariri hwako, nokuti haungarambi uri mutariri.’ Viz kapitola |