Ruka 15:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Zvanga zvakanaka kuti tipembere kwazvo tichifara nokuti munun'una wako uyu akanga afa zvino ava mupenyu, akanga arasika zvino awanikwa.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Kwaifanira kuti tifare nokufarisisa, nokuti munuŋuna wako uyu wakaŋga afa, wararama; wakaŋga arashika, akawanika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Kwaifanira kuti tifare nokufarisisa, nokuti munun'una wako uyu wakanga afa, wararama; akanga arasika, akawanika.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Zvanga zvakanaka kuti tipembere kwazvo tichifara nokuti munun'una wako uyu akanga afa zvino ava mupenyu, akanga arasika zvino awanikwa.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Zvanga zvakanaka kuti tipembere kwazvo tichifara nokuti munun'una wako uyu akanga afa zvino ava mupenyu, akanga arasika zvino awanikwa.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Asi taifanira kupembera uye tifare, nokuti mununʼuna wako uyu akanga afa asi zvino araramazve; akanga arasika asi awanikwa.’ ” Viz kapitola |