Ruka 15:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Baba vakati kwaari, ‘Mwanangu uneni nguva dzose uye zvangu zvose ndezvako. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Iʋo ʋakati kwaari: Mŋana waŋgu, iwe uneni ŋguʋa dzose, ɀose ɀaŋgu ndeɀako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Ivo vakati kwaari, ‘Mwana wangu, iwe uneni nguva dzose, zvose zvangu ndezvako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Baba vakati kwaari, ‘Mwanangu uneni nguva dzose uye zvangu zvose ndezvako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Baba vakati kwaari, ‘Mwanangu uneni nguva dzose uye zvangu zvose ndezvako. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 “Baba vakati, ‘Mwanangu, iwe uneni nguva dzose, uye zvose zvandinazvo ndezvako. Viz kapitola |