Ruka 15:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 “Izvozvo mwanakomana wavo mukuru akanga ari kumunda. Paakanga achiuya ava kusvika pedyo nemba akanzwa mumhanzi nokutamba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Mŋanakomana wake weɗaŋgwe wakaŋga ari kumunda; ɀino wakati aciȿika, acisweɗera paimba, ndokunzwa kuimba nokutamba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Mwanakomana wake wedangwe akanga ari kumunda; zvino akati achisvika, achiswedera paimba, ndokunzwa kuimba nokutamba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 “Izvozvo mwanakomana wavo mukuru akanga ari kumunda. Paakanga achiuya ava kusvika pedyo nemba akanzwa mumhanzi nokutamba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 “Izvozvo mwanakomana wavo mukuru akanga ari kumunda. Paakanga achiuya ava kusvika pedyo nemba akanzwa mumhanzi nokutamba. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 “Zvichakadaro, mwanakomana mukuru akanga ari kumunda akati aswedera pedyo nemba, akanzwa nziyo nokutamba. Viz kapitola |