Ruka 15:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 nokuti mwana wangu uyu akanga afa ava mupenyu zvakare, akanga arasika zvino awanikwa.’ Ndokubva vatanga zvavo kufara zvikuru. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 nokuti mŋanakomana waŋgu uyu wakaŋga afa, wararama ɀe; wakaŋga arashika, wawanika ɀe Ɀino ʋakataŋga kufara. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 nokuti mwanakomana wangu uyu akanga afa, araramazve; akanga arasika, awanikazve.’ Zvino vakatanga kufara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 nokuti mwana wangu uyu akanga afa ava mupenyu zvakare, akanga arasika zvino awanikwa.’ Ndokubva vatanga zvavo kufara zvikuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 nokuti mwana wangu uyu akanga afa ava mupenyu zvakare, akanga arasika zvino awanikwa.’ Ndokubva vatanga zvavo kufara zvikuru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Nokuti mwanakomana wangu uyu akanga afa, zvino araramazve; akanga arasika, zvino awanikwa.’ Saka vakatanga kupembera. Viz kapitola |