Ruka 15:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Ndichasimuka ndiende kuna Baba vangu ndigondoti kwavari, ‘Baba ndakatadzira denga uye ndatadzawo kwamuri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ndicasimuka, ndiende kunaɓaɓa ʋaŋgu, nditi kwaʋari: Ƃaɓa, ndatadzira kuɗeŋga, napamberi penyu, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Ndichasimuka, ndiende kuna baba vangu, nditi kwavari, baba, ndatadzira wedenga, nemi, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Ndichasimuka ndiende kuna Baba vangu ndigondoti kwavari, ‘Baba ndakatadzira denga uye ndatadzawo kwamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Ndichasimuka ndiende kuna Baba vangu ndigondoti kwavari, ‘Baba ndakatadzira denga uye ndatadzawo kwamuri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Ndichasimuka ndiende kuna baba vangu ndinoti kwavari: Baba, ndakatadzira denga napamberi penyuwo. Viz kapitola |