Ruka 15:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Angadai akatofara kudya mateko aidyiwa nenguruve asi hapana kana akamupa kana chinhu zvacho. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Wakaŋga aciɗa kuɀigutsa namateko aidyiwa neŋguruʋe; asi kwakaŋga kusinomunhu waimupa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Akanga achida kuzvigutsa namateko aidyiwa nenguruve; asi kwakanga kusina munhu waimupa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Angadai akatofara kudya mateko aidyiwa nenguruve asi hapana kana akamupa kana chinhu zvacho. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Angadai akatofara kudya mateko aidyiwa nenguruve asi hapana kana akamupa kana chinhu zvacho. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Akada kugutsa dumbu rake namateko aidyiwa nenguruve, asi hapana munhu akamupa kana chinhu. Viz kapitola |