Ruka 15:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Muduku akati kuna Baba vake, ‘Baba, chindipai mugove wenhaka yangu.’ Baba vakakamuranisa zvinhu zvavo zvavairarama nazvo pavanakomana vaya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Muɗuku waʋo akati kunaɓaɓa ʋake: Ƃaɓa, ndipei mugoʋe wenhaka ucazoʋa waŋgu. Akaʋagoʋera fuma yake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Muduku wavo akati kuna baba vake, ‘Baba, ndipei mugove wenhaka uchazova wangu.’ Akavagovera pfuma yake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Muduku akati kuna Baba vake, ‘Baba, chindipai mugove wenhaka yangu.’ Baba vakakamuranisa zvinhu zvavo zvavairarama nazvo pavanakomana vaya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Muduku akati kuna Baba vake, ‘Baba, chindipai mugove wenhaka yangu.’ Baba vakakamuranisa zvinhu zvavo zvavairarama nazvo pavanakomana vaya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Muduku wacho akati kuna baba vake, ‘Baba, ndipei mugove wenhaka yangu.’ Saka baba vakakamura pfuma yavo vakavagovanisa pakati pavo. Viz kapitola |