Ruka 14:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Mumwewo akati, ‘Ndatenga zvipani zvamadhonza zvishanu, ndinofanira kuenda ndimbondoaedza. Ndinokumbirai kuti mundiregererewo.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Mumŋe akati: Ndateŋga nzombe dzamajoko mashanu, ndinoenda kundodziidza; ndinokumbira kuti undireʋere. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Mumwe akati, ‘Ndatenga nzombe dzamajoko mashanu, ndinoenda kundodziedza; ndinokumbira kuti undirevere.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Mumwewo akati, ‘Ndatenga zvipani zvamadhonza zvishanu, ndinofanira kuenda ndimbondoaedza. Ndinokumbirai kuti mundiregererewo.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Mumwewo akati, ‘Ndatenga zvipani zvamadhonza zvishanu, ndinofanira kuenda ndimbondoaedza. Ndinokumbirai kuti mundiregererewo.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 “Mumwe akati, ‘Ndichangotenga nzombe dzamajoko mashanu izvozvi, uye ndiri kuenda kumbondodziedza. Ndapota ndiregererei.’ Viz kapitola |