Ruka 14:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 nokuti munhu wose anozvikudza achaninipiswa. Nouyo anozvininipisa achakudzwa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Nokuti mumŋe nomumŋe unoɀikudza, ucaninipiswa; ʋuye mumŋe nomumŋe unoɀininipisa, ucakudzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Nokuti mumwe nomumwe anozvikudza, achaninipiswa; uye mumwe nomumwe anozvininipisa, achakudzwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 nokuti munhu wose anozvikudza achaninipiswa. Nouyo anozvininipisa achakudzwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 nokuti munhu wose anozvikudza achaninipiswa. Nouyo anozvininipisa achakudzwa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Nokuti mumwe nomumwe anozvikudza achaninipiswa, uye uyo anozvininipisa achakudzwa.” Viz kapitola |