Ruka 13:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Kana ukabereka muchero gore rinouya zvakanaka; kana usina moutema zvenyu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 kana ukazoɓereka ɀiɓereko, ɀakanaka; asi kana usiŋgaɓereki, muŋgazoutema henyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 kana ukazobereka michero, zvakanaka; asi kana usingabereki, mungazoutema henyu.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Kana ukabereka muchero gore rinouya zvakanaka; kana usina moutema zvenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Kana ukabereka muchero gore rinouya zvakanaka; kana usina moutema zvenyu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Kana ukazobereka muchero gore rinouya, zvakanaka! Kana usina, ipapo mungautema henyu.’ ” Viz kapitola |