Online Bible

- Reklamy -

Ruka 13:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Kana vaya gumi navasere vakawirwa neshongwe yomuSirowamu ikavauraya; munofunga kuti vakanga vari vatadzi kupinda vamwe vose vaigara muJerusaremu here?

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Kana ʋaya ʋanegumi naʋasere, ʋakawirwa neȿiŋgo yeSiroami, ikaʋaʋuraya, munoti ʋakaŋga ʋanemhoȿa kukunda ʋanhu ʋose ʋaigara Jerusarema here?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Kana vaya vane gumi navasere, vakawirwa nesvingo yeSiroami, ikavauraya, munoti vakanga vane mhosva kukunda vanhu vose vaigara Jerusaremu here?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Kana vaya gumi navasere vakawirwa neshongwe yomuSirowamu ikavauraya; munofunga kuti vakanga vari vatadzi kupinda vamwe vose vaigara muJerusaremu here?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Kana vaya gumi navasere vakawirwa neshongwe yomuSirowamu ikavauraya; munofunga kuti vakanga vari vatadzi kupinda vamwe vose vaigara muJerusaremu here?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Kana vaya gumi navasere vakafa pavakawirwa neshongwe yeSiroami, munofunga kuti vakanga vane mhosva kukunda vamwe vose vaigara muJerusarema here?

Viz kapitola kopírovat

Ruka 13:4

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy