Ruka 13:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Panguva iyoyo vamwe vaFarisei vakauya vakati kwaari, “Chibvai kuno nokuti Herodhi ari kuda kukuurayai.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Neŋguʋa iyo ʋamŋe ʋaFarise ʋakaȿika, ʋakati kwaari: Ƃuɗai, mubve pano, nokuti Herode unoɗa kukuʋurayai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Nenguva iyo vamwe vaFarisi vakasvika, vakati kwaari, “Budai, mubve pano, nokuti Herodhi anoda kukuurayai.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Panguva iyoyo vamwe vaFarisei vakauya vakati kwaari, “Chibvai kuno nokuti Herodhi ari kuda kukuurayai.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Panguva iyoyo vamwe vaFarisei vakauya vakati kwaari, “Chibvai kuno nokuti Herodhi ari kuda kukuurayai.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Panguva iyoyo vamwe vaFarisi vakauya kuna Jesu vakati kwaari, “Ibvai pano muende kumwewo. Herodhi anoda kukuurayai.” Viz kapitola |