Ruka 13:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Akaisa maoko ake paari. Pakarepo akatwasanudzwa. Akabva arumbidza Mwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Akaisa maʋoko ake pamsoro pake; akatasanudzwa pakarepo, akarumbidza Mŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Akaisa maoko ake pamusoro pake; akatasanuka pakarepo, akarumbidza Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Akaisa maoko ake paari. Pakarepo akatwasanudzwa. Akabva arumbidza Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Akaisa maoko ake paari. Pakarepo akatwasanudzwa. Akabva arumbidza Mwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ipapo akaisa maoko ake pamusoro wake, pakarepo musana wake ukatwasanuka akarumbidza Mwari. Viz kapitola |