Ruka 13:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Jesu paakamuona akamudaidza akati kwaari, “Mai masunungurwa paurwere hwenyu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Jesu akati acimuʋona, akamuɗana, akati kwaari: Mai, wasunuŋgurwa paʋurwere bgako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Jesu akati achimuona, akamudana, akati kwaari, “Mai, masunungurwa paurwere hwenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Jesu paakamuona akamudaidza akati kwaari, “Mai masunungurwa paurwere hwenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Jesu paakamuona akamudaidza akati kwaari, “Mai masunungurwa paurwere hwenyu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Jesu akati amuona, akamudana kuti auye mberi akati kwaari, “Mai, masunungurwa pachirwere chenyu.” Viz kapitola |