Online Bible

- Reklamy -

Ruka 12:51 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

51 Regai kufunga kutoti ndakauya kuzounza rugare panyika. Ndinokutaurirai kuti kwete asi kuti ndakaunza kuparadzanisa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

51 Munofuŋga kuti ndakaʋuya kuzopa rugare panyika here? Ndinoti kwamuri: Kwete, asi kupesanisa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

51 Munofunga kuti ndakauya kuzopa rugare panyika here? Ndinoti kwamuri, kwete, asi kupesanisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

51 Regai kufunga kutoti ndakauya kuzounza rugare panyika. Ndinokutaurirai kuti kwete asi kuti ndakaunza kuparadzanisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

51 Regai kufunga kutoti ndakauya kuzounza rugare panyika. Ndinokutaurirai kuti kwete asi kuti ndakaunza kuparadzanisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

51 Munofunga kuti ndakauya kuzoisa rugare panyika here? Ndinoti kwamuri kwete, asi kuzopesanisa.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 12:51

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy