Online Bible

- Reklamy -

Ruka 12:42 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

42 Tenzi akati, “Ndoupi, zvino, mutariri akatendeka uye akangwara anoiswa natenzi pabasa rokutarira vomumusha make kuti avape mugove wavo wechokudya nenguva kwayo?

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

42 Ishe akati: Ndianiko mutariri wakatendeka, wakacenjera, ucaiswa nashe wake pamsoro paʋaranda ʋake, kuti aʋape mugoʋe weɀokudya ɀaʋo neŋguʋa yakafanira?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

42 Ishe akati, “Ndianiko mutariri akatendeka, akachenjera, achaiswa nashe wake pamusoro pavaranda vake, kuti avape mugove wezvokudya zvavo nenguva yakafanira?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

42 Tenzi akati, “Ndoupi, zvino, mutariri akatendeka uye akangwara anoiswa natenzi pabasa rokutarira vomumusha make kuti avape mugove wavo wechokudya nenguva kwayo?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

42 Tenzi akati, “Ndoupi, zvino, mutariri akatendeka uye akangwara anoiswa natenzi pabasa rokutarira vomumusha make kuti avape mugove wavo wechokudya nenguva kwayo?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

42 Ishe akapindura akati, “Ndoupiko mutariri akachenjera, uye akatendeka, anoiswa natenzi wake pamusoro pavashandi kuti avape mugove wezvokudya zvavo nenguva yakafanira?

Viz kapitola kopírovat

Ruka 12:42

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy