Ruka 12:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Nemiwo munofanira kugara makagadzirira nokuti Mwanakomana womunhu anouya nenguva yamusingatarisiri.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Nemi ʋo mugare makaɀigadzira, nokuti Mŋanakomana womunhu ucaʋuya neŋguʋa yamusiŋgafuŋgi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200240 Nemiwo mugare makazvigadzira, nokuti Mwanakomana womunhu achauya nenguva yamusingafungi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Nemiwo munofanira kugara makagadzirira nokuti Mwanakomana womunhu anouya nenguva yamusingatarisiri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona40 Nemiwo munofanira kugara makagadzirira nokuti Mwanakomana womunhu anouya nenguva yamusingatarisiri.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Nemiwo munofanira kugara makazvigadzirira, nokuti Mwanakomana woMunhu achauya nenguva yamusingamutarisiri.” Viz kapitola |