Ruka 12:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Marudzi ose apasi pano ndizvo zvavanotsvaka izvozvo. Baba venyu vanozviziva kuti munozvida. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Nokuti ɀinhu iɀoɀi ɀose ɀinotȿakwa naʋahedeni; asi Ƃaɓa ʋenyu ʋanoziʋa kuti munoshaiwa iɀoɀi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Nokuti zvinhu izvozvi zvose zvinotsvakwa navahedheni; asi Baba venyu vanoziva kuti munoshayiwa izvozvi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Marudzi ose apasi pano ndizvo zvavanotsvaka izvozvo. Baba venyu vanozviziva kuti munozvida. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Marudzi ose apasi pano ndizvo zvavanotsvaka izvozvo. Baba venyu vanozviziva kuti munozvida. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Nokuti vedzimwe ndudzi vanomhanyira zvinhu zvose zvakadaro, uye Baba venyu vanoziva kuti munoshayiwa izvozvo. Viz kapitola |