Ruka 12:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Zvino kana musingakwanisi kuita kanhu kadikidiki kakadai ko, munozvidyirei mwoyo nezvimwe zvose izvi? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ɀino kana imi musiŋgagoni kuita cinhu ciɗuku, munofuŋganyireiko pamsoro peɀimŋe? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Zvino kana imi musingagoni kuita chinhu chiduku, munofunganyireiko pamusoro pezvimwe? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Zvino kana musingakwanisi kuita kanhu kadikidiki kakadai ko, munozvidyirei mwoyo nezvimwe zvose izvi? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Zvino kana musingakwanisi kuita kanhu kadikidiki kakadai ko, munozvidyirei mwoyo nezvimwe zvose izvi? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Sezvo musingagoni kuita chinhu chiduku ichi, seiko muchifunganya pamusoro pezvimwe? Viz kapitola |