Ruka 12:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Ndizvozvo zvina munhu anozvichengetera upfumi iye asiri mupfumi kuna Mwari.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ndiɀo ɀakaita munhu unoɀiʋuŋganidzira fuma, asiŋgafumi kunaMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 “Ndizvo zvakaita munhu anozviunganidzira pfuma, asingapfumi kuna Mwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Ndizvozvo zvina munhu anozvichengetera upfumi iye asiri mupfumi kuna Mwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Ndizvozvo zvina munhu anozvichengetera upfumi iye asiri mupfumi kuna Mwari.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 “Ndizvo zvichaitika kuna ani zvake anozviunganidzira pfuma asi asina kupfuma kuna Mwari.” Viz kapitola |