Online Bible

- Reklamy -

Ruka 12:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Hapana chakafukidzwa chisingazoburitswi pachena kana chakavanzika chisingazozivikanwi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Hakunecinhu cakafukidzwa, cisiŋgazozarurwi; kana cakaʋanzika, cisiŋgazozikanwi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Hakuna chinhu chakafukidzwa, chisingazozarurwi; kana chakavanzika, chisingazozikanwi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Hapana chakafukidzwa chisingazoburitswi pachena kana chakavanzika chisingazozivikanwi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Hapana chakafukidzwa chisingazoburitswi pachena kana chakavanzika chisingazozivikanwi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Hakuna chinhu chakavanzika chisingazobudiswi pachena, kana chakavigwa chisingazozivikanwi.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 12:2

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy