Online Bible

- Reklamy -

Ruka 11:51 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

51 kubvira kuropa raAbhero kusvika kuropa raZakariya akauraiwa pakati peatari nenzvimbo inoera. Ndizvozvo chaizvo, zvandinokutaurirai, richapfukira chizvarwa chino.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

51 kubva paropa raAberi, kuȿikira paropa raZakaria, wakaʋurawa pakati peartari neImba yaMŋari; hoŋo, ndinoti kwamuri, mhoȿa icatȿakwa parudzi urwu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

51 kubva paropa raAbheri, kusvikira paropa raZekariya, akaurawa pakati pearitari neImba yaMwari; hongu, ndinoti kwamuri, mhosva ichatsvakwa parudzi urwu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

51 kubvira kuropa raAbhero kusvika kuropa raZakariya akauraiwa pakati peatari nenzvimbo inoera. Ndizvozvo chaizvo, zvandinokutaurirai, richapfukira chizvarwa chino.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

51 kubvira kuropa raAbhero kusvika kuropa raZakariya akauraiwa pakati peatari nenzvimbo inoera. Ndizvozvo chaizvo, zvandinokutaurirai, richapfukira chizvarwa chino.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

51 kubva paropa raAbheri kusvikira kuropa raZekaria, uyo akaurayiwa pakati pearitari neimba tsvene. Hongu, ndinoti kwamuri, rudzi urwu ruchava nemhosva yezvinhu izvi zvose.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 11:51

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy