Ruka 11:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Jesu akati kwavari, “Ndiani wenyu ane shamwari inouya kwaari pakati pousiku yoti kwaari, ‘Shamwari, ndikweretesewo zvingwa zvitatu Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Akati kwaʋari: Ndianiko kwamuri uŋgaʋa neshamŋari, akaenda kwaari pakati poʋusiku, akati kwaari: Shamŋari, ndipose ʋo ɀiŋgwa ɀitatu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Akati kwavari, “Ndianiko kwamuri angava neshamwari; akaenda kwaari pakati pousiku, akati kwaari, ‘Shamwari ndiposewo zvingwa zvitatu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Jesu akati kwavari, “Ndiani wenyu ane shamwari inouya kwaari pakati pousiku yoti kwaari, ‘Shamwari, ndikweretesewo zvingwa zvitatu Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Jesu akati kwavari, “Ndiani wenyu ane shamwari inouya kwaari pakati pousiku yoti kwaari, ‘Shamwari, ndikweretesewo zvingwa zvitatu Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Ipapo akati kwavari, “Kana mumwe wenyu ane shamwari, uye akaenda kwaari pakati pousiku akati, ‘Shamwari, ndikweretesewo zvingwa zvitatu, Viz kapitola |