Ruka 11:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Zvichakuwanai zvenyu imi vaFarisei nokuti munoda chigaro chapamusoro mumasinagogu uye kukwaziswa pamisika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Munenhamo, imi ʋaFarise, nokuti munoɗa ɀigaro ɀapamberi mumasinagoge, nokukwaziswa paɗare. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200243 “Mune nhamo, imi vaFarisi, nokuti munoda zvigaro zvapamberi mumasinagoge, nokukwaziswa padare. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Zvichakuwanai zvenyu imi vaFarisei nokuti munoda chigaro chapamusoro mumasinagogu uye kukwaziswa pamisika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona43 Zvichakuwanai zvenyu imi vaFarisei nokuti munoda chigaro chapamusoro mumasinagogu uye kukwaziswa pamisika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 “Mune nhamo imi vaFarisi, nokuti munoda zvigaro zvapamusoro mumasinagoge nokukwaziswa pamisika.” Viz kapitola |