Ruka 11:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Ipai zvipo zvenyu zvichibva mukati menyu, zvose zvichava zvakachena kwamuri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Asi ipai iɀo ɀiri mukati ɀiʋe ɀipo; ipapo tarirai ɀose ɀicaʋa ɀakanaka kwamuri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200241 Asi ipai izvo zviri mukati zvive zvipo; ipapo tarirai zvose zvichava zvakanaka kwamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Ipai zvipo zvenyu zvichibva mukati menyu, zvose zvichava zvakachena kwamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona41 Ipai zvipo zvenyu zvichibva mukati menyu, zvose zvichava zvakachena kwamuri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Asi ipai zviri mukati mendiro sezvipo kuvarombo, uye ipapo zvose zvichava zvakachena kwamuri. Viz kapitola |