Ruka 11:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 MuFarisei akashamiswa kuona kuti Jesu haana kutanga ashamba asati adya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Ɀino muFarise akashamiswa, aciʋona kuti haana‐kumboshamba asati aȿusura. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200238 Zvino muFarisi akashamiswa, achiona kuti haana kumboshamba asati adya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 MuFarisei akashamiswa kuona kuti Jesu haana kutanga ashamba asati adya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona38 MuFarisei akashamiswa kuona kuti Jesu haana kutanga ashamba asati adya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Asi muFarisi akaona kuti Jesu akanga asina kutanga ageza asati adya, zvikamushamisa. Viz kapitola |