Online Bible

- Reklamy -

Ruka 11:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Paakanga achiri kutaura, mumwe muFarisei akamukoka kundodya naye. Naizvozvo akaenda akandogara naye pakudya.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

37 Wakati acataura, mumŋe muFarise akakumbira kwaari kuti aȿuȿure naye; akapinda, akagara pakudya.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

37 Akati achataura, mumwe muFarisi akakumbira kwaari kuti adye naye; akapinda, akagara pakudya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Paakanga achiri kutaura, mumwe muFarisei akamukoka kundodya naye. Naizvozvo akaenda akandogara naye pakudya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

37 Paakanga achiri kutaura, mumwe muFarisei akamukoka kundodya naye. Naizvozvo akaenda akandogara naye pakudya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

37 Jesu akati apedza kutaura, mumwe muFarisi akamukoka kuti azodya naye; saka akaenda, akapinda akagara naye pakudya.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 11:37

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy