Online Bible

- Reklamy -

Ruka 11:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 “Hakuna munhu anoti kana abatidza mwenje anouisa mudura kana kuukwidibira netswanda asi anouisa pachigadzikiro kuti vanopinda vaone chiedza.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Hakunomunhu unoti kana atuŋgidza mŋenje, uŋgauisa pakaʋanda, kana pasi peɗeŋgu, asi pacigadziko, kuti ʋanopinda ʋaʋone ciedza.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

33 “Hakuna munhu anoti kana atungidza mwenje angauisa pakavanda, kana pasi pedengu, asi pachigadziko, kuti vanopinda vaone chiedza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 “Hakuna munhu anoti kana abatidza mwenje anouisa mudura kana kuukwidibira netswanda asi anouisa pachigadzikiro kuti vanopinda vaone chiedza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 “Hakuna munhu anoti kana abatidza mwenje anouisa mudura kana kuukwidibira netswanda asi anouisa pachigadzikiro kuti vanopinda vaone chiedza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 “Hakuna munhu anotungidza mwenje agouisa panzvimbo yakavanda, kana pasi pedengu. Asi anouisa pachigadziko, kuitira kuti vose vanopinda mumba vaone chiedza.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 11:33

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy