Online Bible

- Reklamy -

Ruka 11:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Nokuti sezvakaita Jona kuva chiratidzo kuvanhu veNinivhe, ndizvozvo zvichaita Mwanakomana womunhu kuchizvarwa ichi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Nokuti Jona seɀaakaŋga ari ciratidzo kunaʋaNinivi, ndiɀo ɀicaita ʋo Mŋanakomana womunhu kurudzi urwu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

30 Nokuti Jona sezvaakanga ari chiratidzo kuna vaNinivhe, ndizvo zvichaitawo Mwanakomana womunhu kurudzi urwu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Nokuti sezvakaita Jona kuva chiratidzo kuvanhu veNinivhe, ndizvozvo zvichaita Mwanakomana womunhu kuchizvarwa ichi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Nokuti sezvakaita Jona kuva chiratidzo kuvanhu veNinivhe, ndizvozvo zvichaita Mwanakomana womunhu kuchizvarwa ichi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 Nokuti sezvo Jona akanga ari chiratidzo kuvaNinevhe, saizvozvowo ndizvo zvichaita Mwanakomana woMunhu kurudzi urwu.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 11:30

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy