Online Bible

- Reklamy -

Ruka 11:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Asi Jesu akati, “Ehe zvazvo, asi vakanyanyokomborerwa avo vanonzwa Shoko raMwari vachirichengeta.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Asi iye akati: Hoŋo, ɀikuru ʋakaropafadzwa ʋanonzwa shoko raMŋari, ʋaciriceŋgeta.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Asi iye akati, “Hongu, zvikuru vakaropafadzwa vanonzwa shoko raMwari, vachirichengeta.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Asi Jesu akati, “Ehe zvazvo, asi vakanyanyokomborerwa avo vanonzwa Shoko raMwari vachirichengeta.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Asi Jesu akati, “Ehe zvazvo, asi vakanyanyokomborerwa avo vanonzwa Shoko raMwari vachirichengeta.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Akapindura akati, “Asi vakaropafadzwa avo vanonzwa shoko raMwari uye vachiriteerera.”

Viz kapitola kopírovat

Ruka 11:28

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy