Online Bible

- Reklamy -

Ruka 11:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Paaitaura izvi mumwe mukadzi akadaidzira gungano ravanhu achiti kwaari, “Yakakomborerwa zvayo nhumbu yakakuberekai namazamu amakayamwa.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Wakati areʋa iɀoɀo, mumŋe mukadzi pakati paʋanhu ʋazhinji akaɗanidzira, akati kwaari: Rakaropafadzwa ɗumbu rakakutakurai, namazamu amakamŋa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Akati areva izvozvo, mumwe mukadzi pakati pavanhu vazhinji akadanidzira, akati kwaari, “Rakaropafadzwa dumbu rakakutakurai, namazamu amakayamwa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Paaitaura izvi mumwe mukadzi akadaidzira gungano ravanhu achiti kwaari, “Yakakomborerwa zvayo nhumbu yakakuberekai namazamu amakayamwa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Paaitaura izvi mumwe mukadzi akadaidzira gungano ravanhu achiti kwaari, “Yakakomborerwa zvayo nhumbu yakakuberekai namazamu amakayamwa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Jesu akati achiri kutaura zvinhu izvi, mumwe mukadzi aiva pakati pavanhu vazhinji akadanidzira achiti, “Vakaropafadzwa mai vakakuzvarai vakakuyamwisai.”

Viz kapitola kopírovat

Ruka 11:27

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy