Online Bible

- Reklamy -

Ruka 11:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Ipapo unobva waenda wondounza mimwe mweya minomwe yakaipa kupinda iwo. Inopinda yogaramo. Mhedziso yomunhu iyeyo inoipa kupinda pokutanga.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Ipapo unoenda, ndokundotora mimŋe mŋeya minomŋe inoukunda nokuipa, ndokupinda, ndokugara’mo; kuguma kwomunhu uyo kwakaipa kupfuʋura kutaŋga kwake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Ipapo unoenda, ndokundotora mimwe mweya minomwe inoukunda nokuipa, ndokupinda, ndokugaramo; kuguma kwomunhu uyo kwakaipa kupfuura kutanga kwake.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Ipapo unobva waenda wondounza mimwe mweya minomwe yakaipa kupinda iwo. Inopinda yogaramo. Mhedziso yomunhu iyeyo inoipa kupinda pokutanga.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Ipapo unobva waenda wondounza mimwe mweya minomwe yakaipa kupinda iwo. Inopinda yogaramo. Mhedziso yomunhu iyeyo inoipa kupinda pokutanga.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Ipapo unobuda wondotsvaka mimwe mweya minomwe yakaipa kupfuura iwo, igopinda yondogaramo. Uye magumo omunhu uyo akaipa kupfuura okutanga.”

Viz kapitola kopírovat

Ruka 11:26

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy