Ruka 11:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Asi vamwe vavo vakati anodzinga mweya yakaipa naBherizebhuru jinda romweya yakaipa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Asi ʋamŋe ʋaʋo ʋakati: Unoɓuɗisa mŋeya yakaipa naBeerzeburi, mukuru wemŋeya yakaipa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Asi vamwe vavo vakati, “Anobudisa mweya yakaipa naBheerizebhuri, mukuru wemweya yakaipa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Asi vamwe vavo vakati anodzinga mweya yakaipa naBherizebhuru jinda romweya yakaipa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Asi vamwe vavo vakati anodzinga mweya yakaipa naBherizebhuru jinda romweya yakaipa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Asi vamwe vavo vakati, “Anodzinga dhimoni naBheerizebhubhi, muchinda mukuru wamadhimoni.” Viz kapitola |