Ruka 10:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Mangwana acho akabvisa mari chena mbiri dzamadhenari akapa muridzi wehotera achiti, ‘Mupepei. Mari yamunenge mazoshandisa pamusoro peiyi, ndichakubhadharai kana ndodzoka.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Ɀino, aʋa maŋgwana, akaɓuɗisa madenari maʋiri, akaapa mŋene weimba, akati: Muceŋgete; ʋuye ɀose ɀaunomuripira kupfuʋura iɀi, ndicakupa ɀe, kana ndicidzoka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 “Zvino, ava mangwana, akabudisa madhenari maviri, akaapa muridzi weimba, akati, ‘Muchengete, zvose zvaunomupa kupfuura izvi, ndichakupazve, kana ndichidzoka.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Mangwana acho akabvisa mari chena mbiri dzamadhenari akapa muridzi wehotera achiti, ‘Mupepei. Mari yamunenge mazoshandisa pamusoro peiyi, ndichakubhadharai kana ndodzoka.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 Mangwana acho akabvisa mari chena mbiri dzamadhenari akapa muridzi wehotera achiti, ‘Mupepei. Mari yamunenge mazoshandisa pamusoro peiyi, ndichakubhadharai kana ndodzoka.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Fume mangwana akatora mari yesirivha akaipa kumuchengeti weimba yavaeni. Akati kwaari, ‘Muchengetei uye pandinodzoka, ndichakuripirai zvose zvamunenge mawedzera pane zvandakupai.’ Viz kapitola |