Online Bible

- Reklamy -

Ruka 10:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Asi mumwe muSamaria aifambawo rwendo. Akasvikawo paakanga ari. Paakamuona, akamunzwira tsitsi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Ɀino mumŋe muSamaria, wakaŋga ari parwendo, wakaȿika kwaari; akati acimuʋona, akamunzwira tsitsi,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Zvino mumwe muSamaria, akanga ari parwendo, akasvika kwaari; akati achimuona, akamunzwira tsitsi,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Asi mumwe muSamaria aifambawo rwendo. Akasvikawo paakanga ari. Paakamuona, akamunzwira tsitsi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Asi mumwe muSamaria aifambawo rwendo. Akasvikawo paakanga ari. Paakamuona, akamunzwira tsitsi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Asi muSamaria, aiva parwendo, akasvika pakanga pano murume uya; uye akati achimuona, akamunzwira tsitsi.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 10:33

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy