Ruka 10:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Zvakadaro zvazvo musafarire izvi zvokuti mweya yava pasi penyu asi farirai kuti mazita enyu akanyorwa kudenga.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Asi, musafara ɓedzi necinhu ici, kuti mŋeya inoɀiisa pasi penyu; asi mufare kuti mazita enyu akanyorwa kuɗeŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Asi, musafara bedzi nechinhu ichi, kuti mweya inozviisa pasi penyu; asi mufare kuti mazita enyu akanyorwa kudenga.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Zvakadaro zvazvo musafarire izvi zvokuti mweya yava pasi penyu asi farirai kuti mazita enyu akanyorwa kudenga.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Zvakadaro zvazvo musafarire izvi zvokuti mweya yava pasi penyu asi farirai kuti mazita enyu akanyorwa kudenga.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Kunyange zvakadaro hazvo, musafara nokuti mweya yakaipa inozviisa pasi penyu, asi farai kuti mazita enyu akanyorwa kudenga.” Viz kapitola |