Online Bible

- Reklamy -




Ruka 10:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 nokukunda simba rose romuvengi uye hapana chichakukuvadzai.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Tarirai, ndakakupai simba rokutsika pamsoro penyoka neɀinyaʋaɗa, napamsoro pesimba rose romuʋeŋgi; hakunecinhu ciŋgatoŋgokukuʋadzai.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 “Tarirai, ndakakupai simba rokutsika pamusoro penyoka nezvinyavada, napamusoro pesimba rose romuvengi; hakuna chinhu chingatongokukuvadzai.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 nokukunda simba rose romuvengi uye hapana chichakukuvadzai.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 nokukunda simba rose romuvengi uye hapana chichakukuvadzai.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Ndakupai simba rokuti mutsike pamusoro penyoka nezvinyavada uye kuti mukunde simba rose romuvengi; hakuna chichakukuvadzai.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 10:19

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy