Ruka 10:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Chionai ndakakupai simba kuti mutsiketsike nyoka namarize Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Akati kwaʋari: Ndakaʋona Satani aciwa kuɗeŋga semheni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Akati kwavari, “Ndakaona Satani achiwa kudenga semheni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Chionai ndakakupai simba kuti mutsiketsike nyoka namarize Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Chionai ndakakupai simba kuti mutsiketsike nyoka namarize Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Akati kwavari, “Ndakaona Satani achiwa kubva kudenga semheni. Viz kapitola |