Ruka 1:62 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika62 Ipapo vakaninira baba vake vachida kuziva kuti vangade kuti anzi ani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)62 Ʋakabvunza ɓaɓa ʋake, ʋaciɗudzira namaʋoko, kuti anzi aniko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200262 Vakabvunza baba vake, vachidudzira namaoko, kuti anzi aniko? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika62 Ipapo vakaninira baba vake vachida kuziva kuti vangade kuti anzi ani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona62 Ipapo vakaninira baba vake vachida kuziva kuti vangade kuti anzi ani. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi62 Ipapo vakaninira namaoko kuna baba vake, kuti vazive zita raaida kupa mwana. Viz kapitola |