Ruka 1:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Chinzwa, uchava napamuviri pauchapona mwana mukomana wauchatumidza zita rokuti Jesu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Tarira, ucaʋa nemimba, ucaɀara mŋanakomana, ugomutumidza zita rinonzi Jesu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Tarira, uchava napamuviri, uchazvara mwanakomana, ugomutumidza zita rinonzi Jesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Chinzwa, uchava napamuviri pauchapona mwana mukomana wauchatumidza zita rokuti Jesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Chinzwa, uchava napamuviri pauchapona mwana mukomana wauchatumidza zita rokuti Jesu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Uchava nomwana uye uchazvara mwanakomana, ugomutumidza zita rokuti Jesu. Viz kapitola |