Ruka 1:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Mutumwa akauya kwaari akati, “Kwaziwa iwe wakakomborerwa, Tenzi anewe.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Mutumŋa akapinda kwaari, akati: Kwaziwa, iwe wakaropafadzwa, Ishe unewe! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Mutumwa akapinda kwaari, akati, “Kwaziwa, iwe wakaropafadzwa, Ishe anewe!” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Mutumwa akauya kwaari akati, “Kwaziwa iwe wakakomborerwa, Tenzi anewe.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Mutumwa akauya kwaari akati, “Kwaziwa iwe wakakomborerwa, Tenzi anewe.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Mutumwa akasvika kwaari akati, “Kwaziwa, iwe wakanzwirwa nyasha zvikuru! Ishe anewe.” Viz kapitola |