Ruka 1:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Izvozvo vanhu vakanga vakangomirira Zakariya, votoshamiswa kwazvo kuti chii chamunonotsa kudai muTemberi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ʋanhu ʋakaŋga ʋakamirira Zakaria ʋakashamiswa nokunonoka kwake mutembere. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Vanhu vakanga vakamirira Zekariya vakashamiswa nokunonoka kwake mutemberi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Izvozvo vanhu vakanga vakangomirira Zakariya, votoshamiswa kwazvo kuti chii chamunonotsa kudai muTemberi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Izvozvo vanhu vakanga vakangomirira Zakariya, votoshamiswa kwazvo kuti chii chamunonotsa kudai muTemberi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Zvichakadaro, vanhu vakanga vakamirira Zekaria vakashamiswa kuti akanga atora nguva yakareba kudai seiko ari mutemberi. Viz kapitola |