Ruka 1:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Mutumwa akamuti, “Ndini Gabhurieri, ndinomira pamberi paMwari, ndatumwa naTenzi kuti nditaure newe nokukuparidza shoko iri rakanaka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Mutumŋa akapindura, akati kwaari: Ndini Gabrieri, ndinomira pamberi paMŋari; ndatumŋa kuti nditaure newe, ndikuparidzire mashoko awa akanaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Mutumwa akapindura, akati kwaari, “Ndini Gabhurieri, ndinomira pamberi paMwari; ndatumwa kuti nditaure newe, ndikuparidzire mashoko awa akanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Mutumwa akamuti, “Ndini Gabhurieri, ndinomira pamberi paMwari, ndatumwa naTenzi kuti nditaure newe nokukuparidza shoko iri rakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Mutumwa akamuti, “Ndini Gabhurieri, ndinomira pamberi paMwari, ndatumwa naTenzi kuti nditaure newe nokukuparidza shoko iri rakanaka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Mutumwa akapindura akati, “Ndini Gabhurieri. Ndinomira pamberi paMwari, uye ndatumwa kuti ndizotaura newe, ndizokuudza nhau dzakanaka idzi. Viz kapitola |