Ruka 1:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Pakarepo mutumwa waTenzi akazviratidza kwaari akamira nechokurudyi rweatari yorusenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ipapo mutumŋa waShe wakaʋonekwa naye, amire kurudyi rweartari yeɀinonhuwira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Ipapo mutumwa waIshe akaonekwa naye, amire kurudyi rwearitari yezvinonhuwira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Pakarepo mutumwa waTenzi akazviratidza kwaari akamira nechokurudyi rweatari yorusenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Pakarepo mutumwa waTenzi akazviratidza kwaari akamira nechokurudyi rweatari yorusenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Ipapo mutumwa waShe akazviratidza kwaari, akamira kurutivi rworudyi rwearitari yezvinonhuhwira. Viz kapitola |