Obadia 1:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 “Imi vokwaEsau pamusana poutsinye hwamakaita kuvanun'una venyu vokwaJakobho muchanyara imi nokusingaperi uye muchaparadzwa zvachose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ucafukidzwa nokunyara nemhaka yokuti wakamukira munuŋuna wako simba, ucaparadzwa nokusiŋgaperi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Uchafukidzwa nokunyara nemhaka yokuti wakamukira mun'una wako simba, uchaparadzwa nokusingaperi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 “Imi vokwaEsau pamusana poutsinye hwamakaita kuvanun'una venyu vokwaJakobho muchanyara imi nokusingaperi uye muchaparadzwa zvachose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 “Imi vokwaEsau pamusana poutsinye hwamakaita kuvanun'una venyu vokwaJakobho muchanyara imi nokusingaperi uye muchaparadzwa zvachose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Nokuda kwokuti wakarwisa mununʼuna wako Jakobho, uchafukidzwa nenyadzi; uchaparadzwa nokusingaperi. Viz kapitola |