Numeri 7:54 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika54 Pazuva rechisere racho, kwakauya Gamarieri mwanakomana waPedhahizuru, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaManase. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)54 Nezuʋa rorusere Gamarieri, mŋanakomana waPedazuri, mucinda waʋana ʋaManase, wakaʋuya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200254 Nezuva rorusere Gamarieri, mwanakomana waPedhazuri, muchinda wavana vaManase, akauya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika54 Pazuva rechisere racho, kwakauya Gamarieri mwanakomana waPedhahizuru, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaManase. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona54 Pazuva rechisere racho, kwakauya Gamarieri mwanakomana waPedhahizuru, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaManase. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi54 Pazuva rorusere Gamarieri mwanakomana waPedhazuri, mutungamiri wavanhu vokwaManase akauya nechipiriso chake. Viz kapitola |